KwaunobvaDuramazwiSsunamisa

Duramazwi

sunamisa

Zvinoreva

Kusunamisa kusasandura mamiriro echinhu, uchiita kuti kumusoro kutarise zasi, uye zasi kuchive kumusoro.

1

Ndiani asunami-sa mufananidzo uri pamadziro uyo?

Kukotama kusunamisa muviri wekumusoro kubva pachiuno uchiendesa kumberi.

Kusunamisa kusasandura mamiriro echinhu, uchiita kuti kumusoro kutarise zasi, uye zasi kuchive kumusoro.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sunasuna

Kuti sunasuna kukotamira pasi.

Verenga

Swipe for the next word