Duramazwi
Zvinoreva
Kuti sunasuna kukotamira pasi.
1
Kuti sunasuna kukotamira pasi.
Kuti sunasuna kufaranuka kwemunhu mumwoyo.
2
Kuti sunasuna kufaranuka kwemunhu mumwoyo.
Mwoyo wangu unoti sunasuna kana ndakuona.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sunata
Kuti sunata kunwa uchiita zvokusveta.
VerengaSwipe for the next word