Duramazwi
wanikidza
discover · detect
Duramazwi
discover · detect
Kuwanikidza munhu kumubata ari pakati pekuita chinhu, kazhinji chisina kunaka.
Kuwanikidza munhu kumubata ari pakati pekuita chinhu, kazhinji chisina kunaka.
Ndavawanikidza vari pakati pekuba mengo mumunda wechikoro.
Nhaiwe unoda kuti ndiurawe here namama kana vakakuwanikidza urimuno?.
Kuwanikidza kuwana zvinhu nemasanga, usina kunge wakazvitarisira.
Ndawanikidza pachitoro chemabhegi chiya paine sero huru zvekuti ndatotenga mabhegi matatu chaiwo.
boza · -dimbukidza · -dimbura
Duramazwi
01 / 03wanikwa
Kuroorwa.
VerengaSwipe for the next word