Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izita ramadunhurirwa rinopiwa munhu akaipa, anokuvadza kana kuuraya vamwe.
1
Iri izita ramadunhurirwa rinopiwa munhu akaipa, anokuvadza kana kuuraya vamwe.
Mumadhorobha vana Wanzaimoto vanofarira rima.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wanziridza
Kuwanziridza nyaya kuiwedzera kakapetwa.
VerengaSwipe for the next word