Duramazwi
Kazhinji
general · infrequently · mainly · oft · oftentimes · commonly · frequent · frequently · generally · normally · often · typically · usually
Duramazwi
general · infrequently · mainly · oft · oftentimes · commonly · frequent · frequently · generally · normally · often · typically · usually
Tinoshandisa kazhinji kana tichida kuratidza kuti zvimwe zvinhu zvinoitika kakawanda.
Tinoshandisa kazhinji kana tichida kuratidza kuti zvimwe zvinhu zvinoitika kakawanda.
Kazhinji kana ndabva kubasa ndinongosvikira kubhawa, zvekuti haufaniri kunditsvaga kumba.
Kazhinji munhu anonyanyoziva zvakawanda pamusoro pechinhu chaanoitawo iye.
Kutuma kazhinji-zhinji kunobva noukama, zera uye nzvimbo yatinenge tiri.
Duramazwi
01 / 03kazhu
Kuti kazhu kungotema usina hanya nokuti waita murigiroi.
VerengaSwipe for the next word