KwaunobvaDuramazwiKkazevezeve

Zvinoreva

Kana vanhu vachiita kazevezeve vanenge vachitaurira pasi pasi, kazhinji vachizviitira kuti zvavari kutaura zvisanzikwe.

1

Gomba raiita kazevezeve nemukadzi wemunhu murima.

Kana vanhu vachiita kazevezeve vanenge vachitaurira pasi pasi, kazhinji vachizviitira kuti zvavari kutaura zvisanzikwe.

Zvakafanana

chizevezeve · chiteketeke

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kazha

Kukazha kutema miti, chibage kana zvimwe zvakadaro, uchizvirigira pasi zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word