Duramazwi
Zvinoreva
Kuti warakata kudonha pasi kwetunhu twakawanda tuchipararira pasi.
1
Kuti warakata kudonha pasi kwetunhu twakawanda tuchipararira pasi.
Kuti warakata kudonha pasi kwetunhu twakawanda tuchipararira pasi.
Kana chinhu chazvomoka chinenge chabuda machambenge chiri. Chuma changu chazvomoka chikati warakata pasi.
Izvi zvinhu zvakawanda zvinenge zvakarara kana kuwira pose pose. Chakata dzaita ruwarakata pasi.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03warakatika
Kana zvinhu zvikawarakatika zvinenge zvadonhera pasi zvakawanda zvakati chimwe uko chimwe uko nenzira isina kurongeka.
VerengaSwipe for the next word