KwaunobvaDuramazwiRrakata

Duramazwi

rakata

Zvinoreva

Kurasikira pasi kana kurara kwezvinhu zvakawanda.

1

Kuti rakata kudonha kwezvinenge zvakabatwa, zvakaita semichero, zvichirasikira kwese kwese.

Kana n'ombe kana dzimwe mhuka dzikati rakata dzinenge dzakarara dzakawanda dzakati iyi kwayo iyi kwayo.

Kana zvinhu zvakati rakata zvinenge zvakazara pose-pose.

2

3

4

Kana n'ombe kana dzimwe mhuka dzikati rakata dzinenge dzakarara dzakawanda dzakati iyi kwayo iyi kwayo.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word