Duramazwi
Zvinoreva
Kukangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.
1
Kukangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.
Kukangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kangani
Iri izwi rinoshandiswa kubvunza kuwanda kwezvinhu zvinenge zvaitwa zvichidzokororwa. Kuti munhu azonzi ava hombarume anenge amboenda kundovhima kangani?
VerengaSwipe for the next word