KwaunobvaDuramazwiKkangamirisi

Duramazwi · zita

kangamirisi

Zvinoreva

Ichi chibage chino utsvuku hweorenji, chinowanzotengwa kana kwakatsva, vanhu vashaya chichena. Kangamirisi tinoiwana munguva dzenzara.

1

Zvakafanana

kenya

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kangamiti

Kangamiti inyoka ine ruvara rwegirini, inogara mumiti uye isingaonekwi nhando.

Verenga

Swipe for the next word