KwaunobvaDuramazwiKkenya

Duramazwi · zita

kenya

Zvinoreva

Kenya rudzi rwechibage chinoita tsanga dzeyero, chinowanzotengwa kunze kwenyika kana zviya kwakatsva.

1

Matekenya kusosona kunoita nhengo yomuviri, zvikuru makumbo.

Kana uchitekenya motokari unenge uchiita kuti ifambe.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word