Duramazwi
ipisa
-nyangadza-shatisa
Duramazwi
Kuipisa chinhu kuchikanganisa chichisara chisisina kumira zvakanaka.
Kuipisa chinhu kuchikanganisa chichisara chisisina kumira zvakanaka.
Vakaenda pamberi paBatakue kwave kuzviwisira ipapo ndokutanga kuchema zvaipisa tsitsi.
Tanaka akatanga hake kuseka nhamo yemumwe wake yaipisa tsitsi.
Vakangojamba fance havo ndokubva vamarwa chidya chose zvaipisa tsitsi, ropa rainge rongoerera haro richisara pasi.
-nyangadza · -shatisa
Duramazwi
01 / 03ipo
Ichi chisazita chomupanda 16.
VerengaSwipe for the next word