KwaunobvaDuramazwiIipira

Duramazwi

ipira

-shatira

Zvinoreva

Kana chinhu chine zvachakaipira chinenge chiine zvachinogara chivhiringa nguva dzose.

1

Kana chinhu chine zvachakaipira chinenge chiine zvachinogara chivhiringa nguva dzose.

Zvakaipira kuroora vakadzi vaviri ndezvokuti unogona kurara nenzara vachiita mukarirano wokubika.

Akange azvipira kufesana nemuvengi wake aizviudza kuti chinouya chinomuwana ari paBatakue.

Kuwanda kwakanaka, kwakaipira mukupedza muto.

Zvakafanana

-shatira

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ipisa

Kuipisa chinhu kuchikanganisa chichisara chisisina kumira zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word