KwaunobvaDuramazwiVvhiringa

Duramazwi

vhiringa

lump

-ondonga-vhiringidza-pishinga-vhiringidza-pishinga

Zvinoreva

Kukanganisa zvinhu zvanga zvakanaka.

1

Kukanganisa zvinhu zvanga zvakanaka.

Tete vakauya kwezuva rimwe chete asi vakasiya vavhiringa-vhiringa zvinhu muno mumba.

Kuvhiringa-vhiringa zvinhu kuzvikanganisa pamamiriro kana mafambisirwo azvanga zvichiita.

2

Kuvhiringa kukanganisa zvinhu zvinenge zvichifamba zvakanaka.

Dai isiri mvura yokunaya yakazotivhiringa tingadai takapedza kusakura ndima yose.

3

Kana ukavhiringa mumwe munhu unenge waita kuti atadze kufunga zvakanaka pane zvanenge achida kuita.

4

Kana ukavhiringa munhu unenge wamutambudza chaizvo.

Zvakafanana

-ondonga · -vhiringidza · -pishinga

Zvine chekuita

-vhiringidza · -pishinga

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhiringa-vhiringa

Kuvhiringa-vhiringa zvinhu kuzvikanganisa pamamiriro kana mafambisirwo azvanga zvichiita.

Verenga

Swipe for the next word