Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa asisaziva kuti oita chipi pane zvaari kufunga.
1
Kana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa asisaziva kuti oita chipi pane zvaari kufunga.
Kutamba nhova kuvhiringika musoro nezvinhu zvakaoma zvinenge zvaitika kwauri.
Kana chinwiwa chichidhakisa chinenge chichikora munhu, ovhiringika pfungwa.
Kana ukatuzura munhu unenge waita zvinoita kuti asare avhiringika mumusoro.
2
Munhu akavhiringika pfungwa anenge arasa njere, ava kupenga.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhiringu
Kuti vhiringu kupishanisa pfungwa dzemumwe munhu.
VerengaSwipe for the next word