Duramazwi
Zvinoreva
Kugwarakwata kuva vanhu vanenge vachishinin'ina nebasa.
1
Kugwarakwata kuva vanhu vanenge vachishinin'ina nebasa.
Zhezha rava kupfuura tava kusvika pakukohwa, inova nguva yokugwarakwata muswere wose.
2
Kiti kana imbwa ichigwarakwata inenge ichichera pasi nenzwara.
3
Kugwarakwata kuparapatika vanhu vachitsvaka chinhu chavanenge vasiri kuona.
Hezvo zvotongogwarakwata tisingaoni pane makii acho.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwaranu
Kuti gwaranu karuzha kanoitika pakuvhura kana kuvhara mukova unenge uchigumha pasi.
VerengaSwipe for the next word