KwaunobvaDuramazwiTtsvanzvadzira

Duramazwi

tsvanzvadzira

-vambamira-bomhaira-bumbuzira

Zvinoreva

Kutsvanzvadzira kutsvaka chinhu murima uchiita zvokubata-bata chose chaunenge wasangana nacho.

1

Kutsvanzvadzira kutsvaka chinhu murima uchiita zvokubata-bata chose chaunenge wasangana nacho.

Kutsvanzvadzira kutsvaka chinhu murima uchiita zvokubata-bata chose chaunenge wasangana nacho.

Kubata-bata kutsvanzvadzira uchitsvaga chimwe chinhu.

Zvakafanana

-vambamira · -bomhaira · -bumbuzira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvara

Kutsvara kuteta-teta pasi kunoitwa nehuku ichitsvaka zvokudya.

Verenga

Swipe for the next word