Duramazwi
Zvinoreva
Kucherenga.
1
Kucherenga.
Mukeyo mudziyo unotakurirwa doro kubva paranga richinwirwa richiendwa naro kumba.
Kudzimisa zita kuita kuti ribviswe paurongwa paranga rakanyorwa nemamwe.
Kukumbidzira kutakura doro kubva paranga richinwira uchienda naro kumba.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03paranganda
Kana munhu achiparanganda anenge achitaura zvinhu zvinogumbura, uye asingambofungi kuti vaari kutaurira vanozvitora sei.
VerengaSwipe for the next word