Duramazwi03 / 03parangandaKana munhu achiparanganda anenge achitaura zvinhu zvinogumbura, uye asingambofungi kuti vaari kutaurira vanozvitora sei.Verenga→