KwaunobvaDuramazwiOonyoka

Duramazwi

onyoka

Zvinoreva

Kana munhu achionyoka anenge achitaura zvinonyadzisa pane vanyarikani. Kana adhakwa anoonyoka zvokuti anogona kutaura zvinoitika pamurume nemukadzi mubhedhurumu.

1

Kana munhu achionyoka anenge achitaura zvinonyadzisa pane vanyarikani. Kana adhakwa anoonyoka zvokuti anogona kutaura zvinoitika pamurume nemukadzi mubhedhurumu.

Mota yemasoja yakadhuma kamwe kamota kadiki kakasara kafonyoka.

Kuti minyu kukuvara zvekuti bhonzo rinofonyoka kana kupesana nerimwe.

Kana munhu achinzi a-noonyoka kutaura anenge achitaura zvinotsamwisa.

2

Kana munhu achinzi a-noonyoka kutaura anenge achitaura zvinotsamwisa.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

onyora

Kuonyora chinhu kuchi rova-rova kuti chigomare.

Verenga

Swipe for the next word