Duramazwi · zita
Zvinoreva
Oparesheni kuvhiyiwa kunoitwa munhu achibviswa kana kugadziridzwa imwe nhengo yemuviri wake.
1

Ndindivadzi mushonga unoitisa munhu chiveve kana kumbomukotsirisa kwenguva pfupi kana achida kuitwa oparesheni diki.
Musono ndepanosangana masitichi emunhu anenge asonwa mushure meoparesheni.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03opareta
operator
VerengaSwipe for the next word