Duramazwi
onza
-ondesa
Duramazwi
Kana ukaonza munhu une-nge wamuita kuti apere muviri, no-kumushusha kana kuti nokumushandisa zvakanyanya.
Kana ukaonza munhu une-nge wamuita kuti apere muviri, no-kumushusha kana kuti nokumushandisa zvakanyanya.
Mai vaTarubva vakamugan'ira vachiti aionza mukadzi nebasa.
-ondesa
Duramazwi
01 / 03oparesheni
Oparesheni kuvhiyiwa kunoitwa munhu achibviswa kana kugadziridzwa imwe nhengo yemuviri wake.
VerengaSwipe for the next word