Duramazwi
nhuhwidza
-funhidza
Duramazwi
Kunhuhwidza kufembedza zvinhu nemhino.
Kunhuhwidza kufembedza zvinhu nemhino.
Kana imbwa ichironda tsuro inenge ichitevera kwayaenda, ichinhuhwidza hwema payafamba napo.
Zvinhu zvinosemesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa kana wazviona, kuzvibata kana kuzvinhuhwidza.
Kuti bhu-u kubudisa mweya nokumashure zvine karuzha kakati rebei. Ndianiko ati bhu-u anoda kutinhuhwidza tichidya?
-funhidza
Duramazwi
01 / 03nhuhwira
Kunhuhwira kuva nehwema hunofadza kana hwakanaka hwokuti munhu angada kuramba achihufema.
VerengaSwipe for the next word