KwaunobvaDuramazwiNnhuhwa

Duramazwi

nhuhwa

-kanda-pfichika

Zvinoreva

Kana panhu pachinhuhwa panenge paine mweya usina kunaka, unogona kumisa mwoyo kana kurutsisa.

1

Kana panhu pachinhuhwa panenge paine mweya usina kunaka, unogona kumisa mwoyo kana kurutsisa.

Pazumbu rehuku pari kunhuwa chaizvo, kubvira kunaya kwakaita mvura.

Gangaidzwa vavigi kunhuhwa kwaakafa.

Chidembo hachinzwi kunhuhwa kwacho.

Zvakafanana

-kanda · -pfichika

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhuhwidza

Kunhuhwidza kufembedza zvinhu nemhino.

Verenga

Swipe for the next word