KwaunobvaDuramazwiNnhubu

Zvinoreva

Nhubu munhu ane mabasa akaipa, anokonzera ruvengo pakati pevanhu.

1

Nhubu munhu ane mabasa akaipa, anokonzera ruvengo pakati pevanhu.

Maitiro aya aiita kuti nhubu kana kuti nhundiramutsime dzive shomanana zvikuru.

Nhubu munhu ane mabasa akaipa, anokonzera ruvengo pakati pevanhu.

Munhu anonzi anogan'a anenge achiita zvinhu zveupenzi ne-unhubu mukati.

Zvakafanana

mharadzi · nyanya · nzvori · nyn'anya

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhudyutudyu

Nhudyutudyu chikafu chakaita semupunga kana manyuchu, chinenge chisina kunyatsoibva, chiine dzimwe tsanga dzakaoma mukati.

Verenga

Swipe for the next word