Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nzvori munhu anonongonzvenga pese panenge pachiitwa basa nevamwe.
Kana simbi duku ikati nzvori inenge yadonha pasi isisaoneki, yapfekera pamwe panhu.

Kana munhu achiita zvounzvori anenge aine tsika yokunyepa nguva dzose.
Unhavatava.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzvuna
Nzvuna musikana akanaka zvikuru pachiso.
VerengaSwipe for the next word