Duramazwi · zita
nzvongo
disturbance · outbreak
Duramazwi · zita
disturbance · outbreak
Nzvongo kushata kwemamiriro ezvinhu munyika, pabasa kana pamba, zvinopedzisira vanhu varwisana kana kukuvadzirana midziyo nezvivakwa.

Duramazwi
01 / 03nzvonyo
Nzvonyo imboro ine chikanda chakachekwa kana kuti chakavhurwa.
VerengaSwipe for the next word