KwaunobvaDuramazwiNnzviru

Zvinoreva

Nzviru muchero unoti kana waibva unenge wakatsvukuruka, unoberekwa nomuti une minzwa netumashizha tudiki.

1

2

Nzviru muchero wegirini unozoita ruvara rwebhurauni kana waibva, une mhodzi imwe chete, unoberekwa nemuti une hunde yakaomarara netumapazi tudiki.

Zvakafanana

nhengeni · tsvanzva

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word