Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvinhu zvikanzi ijambanja munyika zvinenge zvava kungonetsa kwese kwese, upenyu hwava kuomera munhu wese.
1

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jambwa
Kana munhu achinzi ane jambwa anenge aine munyama achigarowira mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word