Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyakanyaka kupesana nokumhanya-mhanya kunoitwa navanhu vakawanda kana paita hondo kana kurwisana.
1

Yakave nyakanyaka vanhu pavakanzwa pfuti kurira pedyo nemisha.
Nyakanyaka kupesana nokumhanya-mhanya kunoitwa navanhu vakawanda kana paita hondo kana kurwisana.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyakanzungu
Nyakanzungu ibundo rinomera richitanda nechepasi, rinoita maruva machena kana ratumbuka, uye rinodyiwa netsuro.
VerengaSwipe for the next word