KwaunobvaDuramazwiNnyakamhuto

Duramazwi · zita

nyakamhuto

Zvinoreva

Nyakamhuto kakwenzi kane mashizha ane mvere pfumbu rimwe divi, uye kanowanzowanikwa pakati pemabwe mujinga merwizi.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyakanyaka

Nyakanyaka kupesana nokumhanya-mhanya kunoitwa navanhu vakawanda kana paita hondo kana kurwisana.

Verenga

Swipe for the next word