KwaunobvaDuramazwiBbonderere

Duramazwi · zita

bonderere

Zvinoreva

Bondaponda.

1

Bondaponda.

Bonderere ruzha rwavanhu vakawanda vanenge vari panzvimbo imwe chete uye vachiita zvakasiyana-siyana.

Iri ibonderere rinoitika kana vanhu vazhinji vachirwidzana kutora chimwe chinhu.

2

Bonderere ruzha rwavanhu vakawanda vanenge vari panzvimbo imwe chete uye vachiita zvakasiyana-siyana.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bondero

Bondero inzvimbo inopurirwa mbesa dzakaita semhunga nezviyo.

Verenga

Swipe for the next word