KwaunobvaDuramazwiBbondo

Zvinoreva

Bondo idutu rembesa, dzakaita semapfunde nezviyo, risina kupuriwa.

1

Bondo idutu rembesa, dzakaita semapfunde nezviyo, risina kupuriwa.

Vatete: Iwe mudhara iwe haikona kungogwauta zvenhema kunge imbwa yabvutirwa bondo.

Bondo idutu rembesa, dzakaita semapfunde nezviyo, risina kupuriwa.

Akanzwa mabondo ake ese kupera simba kwave kutorova U turn kudzokera kumba.

Zvakafanana

buro · dunhura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bondoka

Kubondoka kufufunuka kwechinhu chakaumbwa nedhaka chikapiswa.

Verenga

Swipe for the next word