Kwaunobva/Duramazwi/B/bondokota
Duramazwi
Kubondokota kugara pasi wakapeta makumbo.
bondokoto
Kuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.
bondora
Kubondora kubvisa makwande pamuti zvokuusiya usina kana gavi.
bondwe
Chigadzamapfihwa.
Swipe for the next word