KwaunobvaDuramazwiBbondokoto

Duramazwi

bondokoto

mbwandakatachibondokoto

Zvinoreva

Kuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.

1

Kuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.

Kuti bondokoto kugara kwemunhu anenge asina, kana kuti asingazivi zvekuita.

Kuti bondokoto kugara pasi munhu akapiringanisa makumbo.

Mbondokoto mushonga unoiswa mudura kana mumunda kuitira kuti zvirimwa zisabiwa.

2

Kuti bondokoto kugara kwemunhu anenge asina, kana kuti asingazivi zvekuita.

Zvakafanana

mbwandakata

Zvine chekuita

chibondokoto

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bondora

Kubondora kubvisa makwande pamuti zvokuusiya usina kana gavi.

Verenga

Swipe for the next word