Kwaunobva/Duramazwi/B/bondimbo
Duramazwi · zita
Bondimbo chinhu chakakoresa zvisina kufanira.
Duramazwi
bondo
collarbone
bondoka
Kubondoka kufufunuka kwechinhu chakaumbwa nedhaka chikapiswa.
bondokota
Kubondokota kugara pasi wakapeta makumbo.
Swipe for the next word