Duramazwi
rutarinhari
climax
Duramazwi
climax
Kana chinhu chichinzi chaitwa rutarinhari chinenge chaitwa paine kumhanya-mhanya, uye paine ruzha rukuru. Pakaitwa rutarinhari vanhu vachiita makwikwi okupedza ndima dzavo panhimbe.
Kana chinhu chichinzi chaitwa rutarinhari chinenge chaitwa paine kumhanya-mhanya, uye paine ruzha rukuru. Pakaitwa rutarinhari vanhu vachiita makwikwi okupedza ndima dzavo panhimbe.
Kuita rutarinhari kusvika pakuti wapererea nesimba rako rose, zvokuti hapachisina chimwe chauchakwanisa kuitazve. Rwakava rutarinhari ndasonwa neimbwa, ndikati zviri nani kumira zvangu.
Duramazwi
01 / 03rute
Rute mate anosiririka, anobuda mumuromo achierera, kazhinji kana munhu akarara.
VerengaSwipe for the next word