KwaunobvaDuramazwiNnjakenjake

Duramazwi · zita

njakenjake

Zvinoreva

Njakenjake kuita zvinhu pasina kuwirirana kana mushandirapamwe, umwe neumwe achiita zvaanoda.

1

Pandakaona mutambo waMungoshi, "Inongova Njakenjake", ndakabvuma kuti murume uya une chipo chekunyora.

Njakenjake kuita zvinhu pasina kuwirirana kana mushandirapamwe, umwe neumwe achiita zvaanoda.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njakuka

Kunjakuka kudonha kwemunhu kana mhuka isina simba.

Verenga

Swipe for the next word