KwaunobvaDuramazwiNnjaidza

Duramazwi

njaidza

-njakura

Zvinoreva

Kunjaidza kufamba munhu achiita zvekuparapatika.

1

Kunjaidza kufamba munhu achiita zvekuparapatika.

Ndakasiya ndachanjaidza bhasikoro munzira ndomhanyira bhazi rakanga rondisiya.

Kunjaidza kuenda mudenga nokudzoka pasi, sezvinoita munhu ari pabhiza riri kumhanya.

Kuchanjaidza kusiya chinhu chisiri panzvimbo yakanaka zvokuti chinenge chichitokanganisa vamwe vanhu pakufamba.

2

Kunjaidza kuenda mudenga nokudzoka pasi, sezvinoita munhu ari pabhiza riri kumhanya.

Zvakafanana

-njakura

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word