KwaunobvaDuramazwiMmhingo

Zvinoreva

Mbereko.

Mhingo idanda rinoshandiswa kuvhara pamusiwo wakaita sewetsapi.

1

Mbereko.

Mhingo idanda rinoshandiswa kuvhara pamusiwo wakaita sewetsapi.

2

Mhingo idanda rinoshandiswa kuvhara pamusiwo wakaita sewetsapi.

Mhingo idanda rinoshandiswa kuvhara pamusiwo wakaita sewetsapi.

3

Mhingo mushonga unopihwa munhu n'anga kuti afambe nawo, kana kuisa pamusha pake, kudzinga vavengi pamwe nekuita kuti mishonga yavo ishave basa.

Zvakafanana

zariro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhinha

Mhinha chitanda chine fundo mberi chinosungirirwa mberi kwemuseve usina dare.

Verenga

Swipe for the next word