KwaunobvaDuramazwiMmhino

Duramazwi · zita

mhino

nose

1

Maziso chete ndoainge asinga kutsva, mhino muromo zvainge zvaita kunge hameno hameno.

Vanhu vose vainge vovhara mhino dzavo.

Kana uchifengura mhino dzako unenge uchidzisimudzira, kuti dzikure dzive dzakafara.

2

Mhino rudzi rweimwe patani yokuruka.

Zvine chekuita

mhuno

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word