KwaunobvaDuramazwiMmhini

Duramazwi · zita

mhini

chimhimbichimhini

Zvinoreva

Mhini imhuka ine kamuswe kapfupi kana kuti muswe wakadimburwa.

1

Gonzo mhini gara mumwena chakaipa chikuwaniremo.

Mhini mutumbi wemunhu akaurayiwa kuitira kushandisa nhengo dzake kugadzirisa mushonga.

Mhini imhuka ine kamuswe kapfupi kana kuti muswe wakadimburwa.

2

Mhini mutumbi wemunhu akaurayiwa kuitira kushandisa nhengo dzake kugadzirisa mushonga.

Zvakafanana

chimhimbi · chimhini

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word