KwaunobvaDuramazwiMmhingepinge

Duramazwi · zita

mhingepinge

Zvinoreva

Mhingepinge kupindana-pindana nekumonerana-monerana kunowanikwa musango remiti, rine miti mirefu yakatsinhana.

1

2

Aya matanda kana zvimwewo zvinhu zvakangokandwa pose pose zvisina kurongeka.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word