Duramazwi
-monyana
Zvinoreva
Kukatana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana zviya yarukwa ichiputunuka yakarebesa panguva imwe chete.
1

Kupimbiyana kubatana kwezvinhu zvinenge zvakakatana kana kupindana-pindana.
Kukatana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana zviya yarukwa ichiputunuka yakarebesa panguva imwe chete.
Zvine chekuita
-monyana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03katanura
Kubvisa nhumbi kana kusunungura zvakamonerana.
VerengaSwipe for the next word