KwaunobvaDuramazwiMmhuno

Duramazwi

mhuno

nose

miro

Zvinoreva

Mhuno mapuri ekufemesa nawo nekunhuwidza mweya yakasiyana-siyana.

1

Mhuno mapuri ekufemesa nawo nekunhuwidza mweya yakasiyana-siyana.

Kurumwa netsikidzi rambira mumba, kubuda panze unorumwa mhuno nebere.

Mhuno hainwi mvura muromo usina kunwa.

Kukwenya mhuno nekasiyanwa ii.

Zvakafanana

miro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhunyukwa

Mhunyukwa ishanga dzezvirimwa zvakaita somupunga, dzinobuda muduri dzisina kusvuurwa mushure mokutswa.

Verenga

Swipe for the next word