KwaunobvaDuramazwiMmhunga

Duramazwi · zita

mhunga

sorghum

mahuva

Zvinoreva

Mhunga chirimwa chinokura munzvimbo dzine mvura shoma, chinoreba choita bvunde rinoita vana vanogona kuitiswa upfu kana mamera.

1

Mhunga chirimwa chinokura munzvimbo dzine mvura shoma, chinoreba choita bvunde rinoita vana vanogona kuitiswa upfu kana mamera.

Mbeu imhodzi dzingaita dzechibage, mhunga kana chii zvacho chinoshandiswa kuita upfu.

Bvunde ndechinobuda kana zvirimwa zvakaita sepwa kana mhunga zvatumbuka.

Mukume ndezvinoonekwa pamuchekechera wechibage kana mhunga, zvinozoberekesa maruva acho.

Zvakafanana

mahuva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhungu

Mhungu inyoka huru nhema inowanzogara muzvuru, ine uturu hunouraya.

Verenga

Swipe for the next word