Duramazwi
Zvinoreva
Mhunduru rudzi rwamakonye anofamba akawanda anogona kudya mbeswa mumunda kusara dzapera.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhundwa
Mhundwa inzvimbo ine uswa hukuru netumiti tudiki, zvakabatana zvekusapindika.
VerengaSwipe for the next word