KwaunobvaDuramazwiMmhumhu

Duramazwi · zita

mhumhu

Zvinoreva

Mhumhu kukura kwemuviri wemunhu. Chenai ane mhumhu mukuru chaizvo, zvekuti anotoita kunge mhandara i-ye ari mwana mudiki chaiye.

1

Mhumhu kukura kwemuviri wemunhu. Chenai ane mhumhu mukuru chaizvo, zvekuti anotoita kunge mhandara i-ye ari mwana mudiki chaiye.

Kumbwindirika kufamba kwemunhu kana mhuka ine mhumhu mukuru uye yakakora.

Kuti mbwindiri kuwa kwemunhu kana mhuka ine mhumhu mukuru uye yakakora.

Ichi chidao chevaira nzou chavanozvirumbidza nacho vachitarisa mhumhu wemhuka inova mutupo wavo.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word