Duramazwi · zita
mhumhi
wolf
Duramazwi · zita
wolf
Mhumhi imhuka yemusango ine muswe une mvere dzakawanda, yakafanana nembwa, inofamba iri muchikwata, ichidya nyama yedzimwe mhuka. Mhumhi inodya nyama yedzimwe mhuka, dzainowabvura dziri mhenyu.
Mhumhi imhuka yemusango ine muswe une mvere dzakawanda, yakafanana nembwa, inofamba iri muchikwata, ichidya nyama yedzimwe mhuka. Mhumhi inodya nyama yedzimwe mhuka, dzainowabvura dziri mhenyu.
Amai vangu vaChihera vakandiudza kuti mwanasikana wamazuvaano agare akagadzirira kurwisa mhumhi dzinoda kumora uchi hwadzisingazodye.
Mhumhi dzinofamba muchikwata dzichivhima mhuka dzimwe.
Duramazwi
01 / 03mhumhu
Mhumhu kukura kwemuviri wemunhu. Chenai ane mhumhu mukuru chaizvo, zvekuti anotoita kunge mhandara i-ye ari mwana mudiki chaiye.
VerengaSwipe for the next word