Duramazwi · zita
ndudzo
rukomani
Duramazwi · zita
Mushonga wokuzvidzivirira kumuvengi.
Mushonga wokuzvidzivirira kumuvengi.
Ndudzo mushonga unonzi unoita kuti murwi asaurayiwa muhondo kana kuti asapurwa nemabara.
Ndudzo mushonga unonzi unoita kuti munhu asaonekwa nevavengi vake.
Chiundudzo rukoko runomera pachikafu kana chava kuda kuora.
Ndudzo mushonga unonzi unoita kuti murwi asaurayiwa muhondo kana kuti asapurwa nemabara.
Ndudzo mushonga unonzi unoita kuti munhu asaonekwa nevavengi vake.
rukomani
Duramazwi
01 / 03ndudzu
Ndudzu imba inochengeterwa zvirimwa zvinenge zvakohwewa, kupurwa kana kuchokonyorwa.
VerengaSwipe for the next word